Svetuka kuchirochemo

Chando

Kubva Wikipedia

Chando (Chingezi: winter) mwaka wekutonhora, unowanikwa mumwedzi inoti Chivabvu-Chikunguru kuChamhembe cheAfurika.

  • Chero (hoar-frost).
  • Takatarisa mazwi ari kuChilozi zvinotaridzika sokuti chando kutaura muchidimbu paifanirwa kunzi chiando?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Lozi inoti -anda (v.t. to freeze, to chill; to damage) kureva kutonhodza. Mamwe Mazwi: sianda kureva chando. -andalala (v.i. to be rigid, to be stiff).
  • Ila inoti chandwa (n. frost) kureva chando chiri pasi. Mamwe Mazwi: ku andwa (to be frozen). Menshi a andwa (the water is frozen) kureva mvura yava chando.
  • Lubukusu inoti khuu.aanda (v. stick, adhere, get stuck). Mamwe Mazwi: khúú.aandalala (freeze; become hard, harden, become tough, stiffen); be firm, stand firm).
  • MaXhosa vanoti ubusika (Winter) kureva mwaka wechando. MaZulu vanoti isithwathwa (n. frost). Takwane sinja (n. winter).
  • Herero inoti oku-pepera (winter) kureva mwaka wechando. Mang'anja vanoti chisisira kana chizizira (coolness) kureva karwando.
  • VaZigula vanoti kuandama (to attach; to adhere, to stick). Mamwe mazwi: kuandamila (to attach, cleave, congeal). Kuandamilana (coagulate).
mazaya pa hohwa