Maari
Mataridziko
| |||
National motto: Un peuple, un but, une foi | |||
Maari (kureva Mali, Maali; Fur: République du Mali; Chibhambara: ߡߊߟߌ ߞߊ ߝߊߛߏߖߊߡߊߣߊ, Mali ka Fasojamana; Chifurufurudhe (furani): 𞤈𞤫𞤲𞥆𞤣𞤢𞥄𞤲𞤣𞤭 𞤃𞤢𞥄𞤤𞤭, Renndaandi Maali; Ara: جمهورية مالي) kana Rudhende rwe VoMaari, inyika yakakomberedzwa nedzimwe iri muAfurika nechekumaodzanyemba kwakadziva kumadokero.
Vanhu veku Maari vanonzi Vamaari uye munhu mumwechete anonzi Mumaari/Mmaari.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |