Zvita 20
Mataridziko
|
Zvita 20 (kana Chishona chizere: musi wemakumimairi muMwedzi waZvita) musi wegore wemazanamatatu-nemakumimashanu-nenna (kana musi wechimazanamatatu-nemakumimashanu-neshanu pagore remucharikwa) muKarenda ya Gregori; pasara mazuva guminemotsi kusvika pakupera kwegore.