Svetuka kuchirochemo

Bako

Kubva Wikipedia
Acsibi bako

Bako (cave) inzvimbo yakatambanuka iri mukati megomo mukati mematombo ane gwanza kana kuti iri pasi pevhu. Bako rakadzika kupinda pasi pevhu rinodanwa nezita rokuti ninga. Mamwe mapako anonzi aishandiswa kuviga Madzishe karekare.


  • Guwu (cave) apa kureva bako zvichitaurwa kuKalanga. Maguwu izita remhuri.
  • Kuyeuka bako waniwa nemvura: zvinoreva kuzongwarira njodzi iyo yatoitika kare.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Muromo ibako, unotozvidzivirira.
  • Uchayeuka bako wanayiwa.
  • Mhako (1. Cave among rocks, 2. Bees' nest among rocks).

Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaVenda rokuti bako kana mapako (n. cave) kureva bako. VaTsonga rokuti bako (cave, den) kureva bako.
  • VaDigo vanoti panga (a cave) zvichireva bako. VaDigo vanoti ninga (a cave, cavern, den, lair) kureva ninga.
  • VaRwanda rokuti isenga (cave, den) kureva bako. Hun-Saare vanoti pak (n. cave) kureva bako.
  • Sangho vanoti ninga (v. to hold back, to stop short, to refrain from, to last a long time).
  • Giryama vanoti kuchimbira (v. To shelter from the rain).