Svetuka kuchirochemo

Ruchava

Kubva Wikipedia

Ruchava (kureva ethnic, ethnicity) ishoko re mutauro we chivanhu, Chikalanga - ichaba. Harishandiswi paStandadhi Shona ye mazuva ose asi ririkushandiswa pano kukwanisa kupatsanura mhando ye mapoka e vanhu.

Mamwe mapoka

Ushoma Uwandu Tsananguro Ushoma Uwandu Tsananguro
rudzi ndudzi rinoreva kuti - kind, dhidhizha madhidhizha kureva - nation
dzinza madzinza rinoreva - bloodline, line of descent, clan

paChindau chinorishandisa kureva "dhidhizha"

Rudhende madhende
rusinga masinga kureva - tribe, shoko rekuti dzinza rinoshandiswa futi Ganda kureva - race, skin
ruchava machava kureva - ethnicity, ethnic Chidza kureva - native, aborigine, aboriginal