Svetuka kuchirochemo

Muvusi

Kubva Wikipedia

Muvusi (ruler, governor, sovereign) zvinoreva mutongi wenyika.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • BaKalanga vanoti mbuso (government; reign) vachireva hutongi kana hushe. VaTumbuka vanoti kuvusa (govern, rule, reign) vachireva kutonga nyika.
  • MaZulu vanoti ukubusa (government) vachireva kutonga nyika. MaZulu vanoti umbuso kana imibuso (Dominion, kingdom, real) vachireva muvuso.
  • MaZulu vanoti umbusi kana ababusi (Ruler, governor) vachireva muvusi kana vavusi.
  • Baila vanoti mubuso (n. kingdom) vachireva hushe. VaVenda vanoti shango, muvhuso kana mivhuso (n. State) kureva muvuso.
  • Barotse vanoti muuso, mubuso kana mibuso (n. government, state, kingdom). Mazwi Anotodzana: Mubusi kana babusi (n. ruler, monarch - from -busa).
  • Barotse vanoti mubusisi kana babusi (n. councillor; formerly one governing others). Mazwi Anotodzana: bubusi (n. manner of governing, administration, position of officials representing a Central Government).

Zvinyorwa Zvinotodzana

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]