Mupaka
Mataridziko
Mupaka (until, as far as; border?) zvinoreva zvinodudza kuitwa chinhu kudakara pari kuvavarirwa kana pachadomwa pasvika. Nokumwe kutaura tingati kudzingara, kudzamara kana kudzimara.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Vakararofamba mupaka vasvika kuMutungagore.
- Sekuru vakanga vachinamata mupaka kufa.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaYao neVaSwahili vanoti mpaka (until, as far as) kureva mupaka. VaGwere vanoti paka (until). VaKagulu vanoti mhaka (border, boundary) kureva muganhu.
- Bemba inoti mupaka (n. border, boundary). Shambala inoti muhaka (n. limit) kureva mucheto. Nsenga inoti mpaka (until; up to; as far as) kureva mupaka.
- VaDigo vanoti phaka (to demarcate an area, to survey, e.g. to mark the dimensions of a house on the ground before digging the foundation, to indicate a boundary).
- VaBukusu vanoti kúmúpáka (n. outskirts, edge, boundary, lower slopes) kureva muganhu. MaZulu vanoti umkhawuko kana umkhawulo (Boundary, end, terminus; limit; cessation).
- VaZigula vanoti kuhakana (border on/with; bordering) kureva kuganhurana kana kupakana. Sokuti: Kenya ihakana na Tanzaniya (Kenya borders on Tanzania).