Mudhebhe
Mataridziko

Mudhebhe kana kuti tirauzi (Trousers) chipfeko chivhara makumbo chichibva muchiuno. mudhebhe unovhara makumbo rimwe nerimwe riri rega. Kare midhebhe yaipfekwa nevarume chete asi iye zvino kana nevakadzi vopfekawo midhebhe.