Svetuka kuchirochemo

Mheu

Kubva Wikipedia

Mheu (kureva small piece or particle muChingezi) ishoko rinoreva kamedu kaduku-duku, katopoka kechipi zvacho chinhu. Shoko iri richange rakakosha kutaura pamusoro pemheu dzinowanikwa kusainzi dzinosanganisira atomu, mhodzigetsi, purotoni zvichingodaro.

Jesu vakataura vachiti, "Munyengedzi tanga wabvisa danda riri muziso mako, ugozoti wobvisa kabanzu kari muziso romumwe."

Mitauro ye Chibanthu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]