Margaret we Anjou
|
|
Mambokadzi mumuhosi we Vungezi
|
Tenure
|
23 Kubvumbi 1445 – 4 Kurume 1461
|
Coronation
|
30 Chivabvu 1445, Westminster Abbey
|
Tenure
|
3 Gumiguru 1470 – 11 Kubvumbi 1471
|
|
Akazvarwa:
|
23 Kurume 1430
Pont-à-Mousson, Duchy we Bar
|
Rufu:
|
25 Nyamavhuvhu 1482 (zera 52)
Dampierre-sur-Loire, Duchy we Anjou
|
Burial
|
Angers Cathedral
|
Spouse
|
Henry VI we Vungezi
(kuroora. 1445; rufu 1471)
|
Issue
|
Edward, Muchinda we Walesi
|
Imba:
|
Valois-Anjou
|
Baba:
|
René we Anjou
|
Amai:
|
Isabella we Lorraine
|
Chitendero:
|
Mukatuliki (Catholic)
|
|
Margaret we Anjou (Fur: Marguerite ; 23 Kurume 1430 - 25 Nyamavhuvhu 1482) aive Mambokadzi weVungezi uye nezita rekuti Mambokadzi, Haranga ye Furanzi nekuda kwekuroora Mambo Henry VI kubva 1445 kusvika 1461 uye zvakare kubva 1470 kusvika 1471. Akazvarwa muDuchy ye Lorraine muImba ya Valois-Anjou, Margaret aive wechipiri mwanasikana mukuru waRené, Mambo we Naplesi , uye Isabella, Dhachesi we Lorraine .