Svetuka kuchirochemo

Kuturikira Chivakamberi logy

Kubva Wikipedia

Ruamba (Chirungu: -ology) uye Unena (nena) uye Yambo mashoko angakwanisa kuturikira chivakamberi -logy chinoshandiswa kududza mazita ezvidzidzo, sokuti geology, biology, metrology zvichingodaro.

Kutsetsenura Chirungu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Chivakamberi -logy chinobva kuChigiriki inoti, lógos meaning: a word, saying, speech, discourse, thought, proportion, ratio, reckoning, akin to légein to choose, gather, recount, tell over, speak.

Mashoko ane -Ruamba

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Fwe inoti ku-amba (v. to talk, to speak). Mamwe mazwi: tu-ambaura (we are talking).
  • Herero inoti oma-mbo (n. speech; words; message; news). Mamwe mazwi: oma-mbo omu-rongo (n. decalogue).
  • Ila inoti kuambila (v. to speak to). Mamwe mazwi: ku amba (v. to speak). Ku ambuka (turn aside).
  • Lozi inoti ambaula (v. to talk, to gossip, to chat, to discuss). Mamwe mazwi: bunjambo (n. talkativeness, chattering, blabbing).
  • Kaonde inoti kwamba (to speak) kureva kutaura. VaTonga inoti ambila (to tell someone; feedback) kureva kutaurira.
  • Chewa inoti kuambira (admonition; to tell something to somebody) kureva kuyambira.
  • Lenje inoti kuamba (speech, utterance; expression) kureva kutaura. Kuambana (converse, gossip, communicate, salute, dialogue).
  • Swahili inoti amba (v, speak), kutaura. Mamwe mazwi: ambia (1. speak to someone; inform, tell, relate) kureva kutaurira kana kuyambira
  • Swahili inoti mwambi kana mwambaji (n. 1. gossip, slanderer. 2. nagger, faultfinder.).
  • Umbundu inoti ambata (v. carry, transport). Fananidzai nokuti logistics? VaUmbundu inoti ambulula (v. talk, argue).
  • Lozi inoti muamboli (n. a person talking to another one). Mamwe mazwi: mambanu (talkativeness, loquacity. from -amba).
  • Lozi inoti -yambutuka (v.i. to speak at random, to jabber; to be delirious Try illogical). Mamwe mazwi: -yambukela (to be infectious, contagious. catching disease).
  • VaLozi inoti yambelwa (n. a person unable to follow good advice; a strong-headed person.).
  • Chewa inoti myambo (customs of a people, traditional stories and teachings).
  • Venda inoti amba (v. talk; discuss) kureva kutaura. Mamwe mazwi: luambo (n. language) vachireva mutauro. Muambi (n. orator; speaker). Tshiambi (speaker of parliament).
  • Kimbundu inoti kuamba (v. declare, say, censor, declare, speak ill).
  • Shona inoti ruyambira (n. quarrelsomeness). Ko Ziyambi?
  • Taita inoti kugamba (v. to speak) kureva kutaura. Mamwe mazwi: mgambi (speaker).
  • Luganda inoti kigambo (n. word). Mamwe mazwi: okugamba (v. say).
  • Ikizu inoti -gamba (n. say, speak, talk). Mamwe mazwi: -gambana (v. talk to each other). -gambira (speak to/for, tell).
  • Kinyarwanda inoti ijambo (n. word). VaKabwa inoti -gamba (v. say, speak, talk).
  • Swahili inoti mgambo (public proclamation, announcement) kureva chiziviso paruzhinji.
  • Lugwere inoti igambi kana magambi (n. rule, law, decree).
  • Chewa inoti kunena, kulankula, kucheza kana kuchula (v. speak).
  • Digo inoti kunena kana kugomba (v. speak, to argue). Mamwe mazwi: neno (word) kureva shoko.
  • Giryama inoti kunena kana kusema (speak) kureva kutaura. VaGiryama inoti maneno (speech, case, subject of discussion, language) kureva nhaurwa'.
  • Swahili inoti nena (1. speak, talk, articulate, 2. mention, speak of, talk about).
  • Swahili inoti neno, maneno (word, expression, utterance; 2. dialect. 3. pi. discussion, debate. 4. statement, assertion. 5. important matter, affair, matter for concern).

Mimwe Mitauro yeAfrika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • Sangho inoti senda (n. science, study of; terminology; footprint, basis). Mamwe mazwi: sendadunia (n. history). Sendalendo (n. topography). Sendasinga (n. telecommunications).