Borna
Mataridziko
Borna mutauro weAfrika unowanikwa kuEthiopia.
Mazwi Anotodza Bantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Borna vanoti ba (n. father; a male parent) kureva baba.
- Borna vanoti baaba (carrying on the back) kureva kubhabhura.
- Borna vanoti boka (pro. belonging to a specific group of people or things) kureva boka.
- Borna vanoti book'a (natural to or characterstics of a specific people or group; native; indegenous).
- Borna vanoti bot'a (v. to make or become, make it less tight). Fananidzai nokuti bota?
- Borna vanoti daama (v. to carry or transport something or somebody from one place to another) kureva kutama.
- Borna vanoti denga (n. raised area used for sitting or sleeping in a house).
- Borna vanoti janga (n. cereal crop, a drought resistant crop).
- Borna vanoti kótsa (v. process of starting a fire using sticks) kureva kukutsa moto.
- Borna vanoti méyá (n. the spirit man that lives in eternity heaven or eternity hell) kureva mweya.
- Borna vanoti sháána (n. sunshine; absence of darkness) kureva mushana.
- Borna vanoti tep'a (n. the pivot point that a lever turns). Fananidzai nokuti kutepuka?
- Borna vanoti t'úúp'a (n. starting point, origin of). Fananidzai nokuti mutupo?
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Borna vanoti aamaande( adv. direction of) kureva kwakadziva ku.
- Borna vanoti aangaka (v. to be fixed firmly, wedged).
- Borna vanoti aará (v. to work together for a common cause) kureva mushandirapamwe.
- Borna vanoti ala (v. to excel over during a competition). Mamwe mazwi: jeeya (n. a person who have black mother or father; mulatto).
- Borna vanoti anda (adv. at the present time). Mamwe mazwi: andíka (adj. belonging to the present time).
- Borna vanoti anga (n. strength or power) kureva simba. Mamwe mazwi: gatá (adj. castrated animal).
- Borna vanoti arika (adv. truely; honestly) kureva chokwadi.
- Borna vanoti asira (adj. normal/ not above nor below). Mamwe mazwi: jawa (criss-crossing fabric for making a mat).
- Borna vanoti asha (n. human beings considered collectively or in general) kureva vanhu.
- Borna vanoti atsa (the whole physical strucure of a human or other animal).
- Borna vanoti baandira (n. a symbol for a country or cause). Mamwe mazwi: jonga (n. wind).
- Borna vanoti banga (n. wing) kureva bapiro. Mamwe mazwi: bura (a woman that is no more a virgin).
- Borna vanoti dara (n. the space above the earth that you see when you look up into the air) kureva mudenga.
- Borna vanoti datsa (n. the planet that we live on) kureva Pasirose. Mamwe mazwi: datsa (a land where people live under one government).
- Borna vanoti dímba (n. a chain, band or beads that you wear around your wrist or arm).
- Borna vanoti dówa (adj. useful, benefit). Mamwe mazwi: gaata (n. wind instrument which is used for wedding and funeral purpose).
- Borna vanoti goba (v. having affair with someone’s wife) kureva hupombwe nemukadzi wemumwe.
- Borna vanoti gora (small granary sometimes built inside a house). Mamwe mazwi: gowá (n. good opportunity, chance).
- Borna vanoti gu'a (swelling in the neck from enlargement of the thyroid gland due to lack of iodine).
- Borna vanoti gushá (n. act of lending expecting repayment with increase or same amount).
- Borna vanoti gúúra (n. area of a country distinguished by politics or cultural charateristics).
- Borna vanoti guut'a (n. body of written works such as poery, fiction and non fiction stories; reading material) kureva magwaro.
- Borna vanoti hofa (n. main stem or fleshy part of a plant as in corn stalk).
- Borna vanoti ishana (n. beard) kureva ndebvu. Mamwe mazwi: jála (v. to have confidence in, to place belief in).
- Borna vanoti jína (v. to work the whole day, to use the whole day, to be in one place the whole day) kushanda muswere wese.
- Borna vanoti jíra (n. the same people group, having common beliefs and customs, large family). Mamwe mazwi: jira (a number of like things).
- Borna vanoti kááwa (n. white person, light skinned) kureva murungu. Mamwe mazwi: shámba (n. useless, without profit, vanity).
- Borna vanoti kúúsha (n. light rain with small amount of sprinkle).
- Borna vanoti mareya (v. embrace, placing arms around another affectionately) kureva kumbundira.
- Borna vanoti mayiya (v. to place, select position of, make plans, set up dates or events).
- Borna vanoti s'umbá (n. a bigger piece of food substance made from teff,corn, sorghum) kureva mukonde.
- Borna vanoti s'ungúra (n. hair pulled into a seperate braid in the center of the head to indicate virginity).
- Borna vanoti shaawsha (v. making tasty foods using spices) kureva kukaringa.
- Borna vanoti shawá (n. ground, earth, land, dirt used for planting) kureva munda.
- Borna vanoti shayá (v. suffer consequences for wrong). Mamwe mazwi: shayire.
- Borna vanoti shayira (n. a person's state of mind or attitude). Mamwe mazwi: shayira (ability to know or understand something through your feelings, rather than considering facts or evidence).
- Borna vanoti shuna (positive strong feeling of affection) kureva rudo.
- Borna vanoti taalá (in the middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: tará (large area of ground where crops are grown) kureva munda.
- Borna vanoti tera (n. system of cultural rules, orders and ways of a culture) kureva tsika.