Kurutsa
Mataridziko
Shoko rokuti kurutsa (vomiting in English) rinoreva kudzosa chikafu changa chamedzwa chichibuda kumuromo. Chiitiko ichi chinonyanya kuitika kana munhu ari kurwara kana kuti adya zvinodarika mwero.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kudzurudzuta (Nauseate) zvinotaurwa pachinhu chinokonzera kuti munhu anzwe kuda kurutsa.
- Izvi zvinodzurudzuta mwoyo: these things make me feel sick.
- Ndiri kudzurungwa mwoyo: I feel nausea and pain.
- -nenga kana svotwa (to be nauseated, to feel sick).
- Muchimbo (nauseating quality of over-fatty food).