Jump to content

Muandiro:Zanhi Huru

From Wikimedia Incubator
This page is a translated version of the page Incubator:Main Page and the translation is 100% complete.
You can read this page in other languages. The language menu is here.
Hwaro hwe Wikimidhiya
Hwaro hwe Wikimidhiya

Tinokugashirai muMuandiro reWikimidhiya!

Umu ndimo Muandiro reWikimidhiya, umo munoita kuti mishumo ye Wikimidhiya iri mumitauro mitsva ye Wikipidhiya, Wikin'wadhi, Wikinhau, Wikidzupuramanzwi, Wikiduramazwi uye Wikirwendo ikwanise kurongedzwa, kunyorwa, kuzamwa uye kurakidzwa kuti inokwanisa kumirirwa ne Bwaro re Wikimidhiya.

Kunyangwe hazvo mawiki eruzamo ari muMuandiro weWikimidhiya asingawani madhomeyini awo pachawo ewiki, anogona kuverengwa nekuchijirudzwa sezvinoitwa mamwe mawiki emishumo ye Wikimidhiya.

Mavhezheni emitauro mitsva ye Wikivhasiti anofanirwa kuenda ku Wikivhasiti yechiBheta, uye ayo e Wikimabviro anoenda ku Wikimabviro ye Mitauromizhinji.

Haukwanisi kutanga hushumo hutsva pano. Unongokwanisa kutanga vhezheni itsva ye mutauro-mutsva wehushumo ugere uripo. Kana uchidaka kutanga wushumo utsva, enda kuzviyambiso zve mwishumo mwitsva, kana kuti ona Wikispore kana uchidaka kusika zama ridzva.


Nzira yekutanga zama ritsva rewiki

Kana wavinga pano kuti utange Mushumo wechiwedzerwa chemutauro mutsva, unokwanisa kuwana umbowo hwakakwana paRubatsiro:Chigwarwa. Tapota unofanira kuziva mutemo wepano.

Mitemo imwe yakakosha:

  • Unoda kodhi yemutauro inoshanda (zvakatsanangurwa mugwaro remashandisirwo). Kana ukasadaro, unokwanisa kunyorera uchirikumbira kuti upihwe, kana kushandisa wiki isiri-yechiWikimidhiya Incubator Plus 2.0.
  • Kutanga zama rewiki pano hazvirevi kuti richabvumiwa pamberi neWikimidhiya; chekutanga unofanira kumirira kuti ribvumwe ne Komiti ye mutauro. Ona Zvikumbiro zve mitauro mitsva kuti uwane umbowo wakadzama.
  • Tapota kuti muremekedze kutumiwa kwezita rezama remutauro, zvinobetsera kutamiswa kwe mazanhi kumishumo ye wiki chaiyo mune ramangwana. Mazanhi ekuzama ese (zvichisanganisa manhoodzerwa ne mipanguro) anoda kutumidzwa mazita awo (pachishandiswa chivakashure) uye nguvadzose zvichienderera mberi.

Nzira yekubetsera kuzama wiki riri paMuandiro

Kana uine ruzivo rwemutauro uyo parizvino une wiki yekuedza pano, unokurudzirwa zvikuru kuti upinde muchikamu ichocho chekuedza.

Tapota upe mazanhi ose aunosika chivakashure. Imwe kokorodzo yezvivakashure.

Rubatikiro/Rubatsiro:

Hwaro hweWikimidhiya rinokonzera kushanda kwe mimwe mishumo ye mitauro mizhinji uye ndeye-mahara:

Wikipedia Wikipidhiya
Dura reruzivo re mahara
Wiktionary Wikiduramazwi
Duramazwi ne Duramazwifanana
Wikisource Wikimabviro
Raibhurari yamahara
Wikiquote Wikidzupuramanzwi
Chiunganidzo che madzupuramazwi
Wikibooks Wikin'wadhi
Zvinyorwa zvemabhuku nemagwaro emashandisirwo zvemahara
Wikinews Wikinhau
Nhau dzemahara
Wikiversity Wikivhesiti
Zvinhu zvekushandisa kudzidza nezvimwe zvemahara
Wikivoyage Wikirwendo
Magwaro emafambiro enzendo padanhautande
Wikispecies Wikirudzi
Dhairekitori rezvemarudzi
Wikidata Wikidhata
Hwaro reruzivo remahara
Wikimedia Commons Zvinjee zveWikimidhiya
Chibangiro che midhiya inogoviwa
Meta-Wiki Meta-Wiki
Kurongwa kwe mishumo ye Wikimidhiya