Mang'anja
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuNyanja)
Mang'anja mutauro unowanikwa kuMalawi uri chitauro cherurimi rweNyanja.
Mazwi Anotodza Shona
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Nyanja inoti pa moyo (vital). Apa moyo zvichireva hupenyu.
- Nyanja inoti pambuka kana patuka (go aside) vachireva kutsauka kana kupambuka.
- Nyanja inoti mpakasa (autumn).
- Nyanja inoti chipangizo (n. sign) kureva chiratidzo.
- Nyanja inoti tsachipala (smith) kureva mupfuri.
- Nyanja inoti bandazi (attendant) vachireva bandadzi.
- Nyanja inoti zanga (annoy) vachireva kunyon'onya. Ko zita rokuti Chizanga?
- Nyanja inoti nyani (baboon) vachireva gudo.
- Nyanja inoti mkate kana chiwira (basin) vachireva bheseni.
- Nyanja inoti bala (v. bear, beget) vachireva kubara.
- Nyanja inoti chipala (blacksmith) vachireva mupfuri.
- Nyanja inoti ngalawa (boat) vachireva ngarava.
- Nyanja inoti dwale (boulder) vachireva zidombo. KuGeography zidombo guru iri rinozi dwala.
- Nyanja inoti tupi (body) vachireva muviri.
- Nyanja inoti tskuluta m'tupi (wash the body) vachireva geza muviri.
- Nyanja inoti Madzi akamuka m'tupi manga (I am almost dry - i.e my body is almost dehydrated) vachireva muviri mango hamuchina mvura.
- Nyanja inoti chirangali (1. bonfire, 2. flame of fire) vachireva rimi remoto.
- Izwi rokuti chimera (malt) rakanana kuShona neMang'anja.
- Nyanja inoti chipali (bigamy; polygamy - a simile for putting several pots on the fire at one - ku palikiza mpika) vachireva barika.
- Nyanja inoti nungu (porcupine) kureva nungu.
- Mang'anja vanoti mbatata (n. potato) kureva matapiri.
- Nyanja inoti pa-mbali (private) kureva parutivi mega.
- Nyanja inoti tsimba (puberty) kureva kudzvitura.
- Nyanja inoti palamula (provoke) kureva kuparamura.
- Nyanja inoti nkanda (n. pup) kureva handa kana mbwanana.
- Nyanja inoti tangalala (radiate) kureva kurazvuka kana kuranzuka.
- Nyanja inoti werenga (reckon; read) kureva kuverenga.
- Nyanja inoti mtundu (species) kureva rudzi runozvarana. Mhembwe rudzi; mombe rudzi; munhu rudzi; tsoko rudzi.
- Nyanja inoti bwerera (recur) kureva kuhwirira.
- Nyanja inoti ufumu (n. realm; sovereignty) kureva humambo.
- Nyanja inoti kumbula kana kumbulila (remember) kureva kuyeuka.
- Nyanja inoti puma, pumula, mpumo kana chipumire (rest) kureva kuzorora.
- Nyanja inoti mfunde (n. row) kureva muzera.
- Nyanja inoti zimbiri (n. rust) kureva ngura.
- Nyanja inoti nkarwe (cruelty; ruthless) kureva hutsinye.
- Nyanja inoti nyengo kana mwaka (season) kureva mwaka.
- Nyanja inoti makono (this season) kureva mwaka uno.
- Nyanja inoti pala (select) kureva kusanangura.
- Nyanja inoti pande (section; slice of pumpkin) kureva mbadzi.
- Nyanja inoti kupanduka (schism) kureva kupanduka.