Kushambidzika
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuKutsvinda)
Shoko rokuti kushambidzika kana kuti kutsvinda (orderly, neat, tidy) zvinoreva zvose kuchena kwenzvimbo nekurongeka kwakanaka kwenhumbi nemidziyo iri panzvimbo.
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kushandira panzvimbo yakatsvinda kunoderedza njodzi dzekukuvara pabasa.
- Mbuya Gwaze vaifarira kugara mumba makatsvinda.