Kusarudza
Mataridziko
Kushara kana kusarudza (to select, to choose) zvinoreva kuketa chaunoda kubva pane zvinhu zvakawanda.
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Kunyurura (to select).
- Kusanangurira (to dedicate, separate for).
- Kutsawura kana kurawura (to separate).
- Kutotota (select carefully).
- Kuparadzanisa, kuita mhotsa, kutsawura kana kuravura (to separate).
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaLenje vanoti sala (choose, select, prefer) kureva kushara.VaBemba vanoti sala (assort) kureva kushara kana kusarudza.
- VaVenda vanoti -ta (v. choose for; designate; nominate) kureva kusharira. Mamwe mazwi: muto (n. nomination).
- VaNyakyusa vanoti ukusala (v. choose) kureva kushara. VaNsenga vanoti salula (v. choose; select) kureva kusarura.
- Chuwabo vanoti osakula (v. choose) kureva kushara. Mamwe mazwi: nsakulano (preference). Fananidzai nokuti tsarukano?
- Nawdm vanoti roobróːb́roo; rool; roora; room (choose, designate; appoint; sort; choice; appointment; election; thinning of plants or seedlings) kureva kusarudza.